
Kumura ngowani Pfugama nebvi rimwe chete Wotorova gushu mukwasha Denga riye rikatinhira Tirikuda mbeu neanorima Wotoona yekutamba mukwasha Aaah wondimutsa nemutupo Gara wangoziva kuti ndozviripo Kana zvakunetsa mwana wangu dzora mukwasha Uchatenga mombe uchabaya uchavhiya Uchapura nyemba uchadzura nzungu dziya Ende baba vati vanoda madhorofiya Wotomhanya musango mukwasha Pane andibira pombi yemvura Kana zondo rangu randanga ndabvura Vanhu vese vati bvunzai mukwasha Pakati pevanhu vese varipo Ndiani watigarira kumhepo Zvakungonzi bvunzai mukwasha Ndirikunzwa kuda kurova munhu Ndirikunzwa kuda kubata munhu Rega ndimbokurova mukwasha Zvandapfuura nekudhamu Inga ndakubatirai gwaya Ndikamora mukoko wangu Huchi husina mazana Zvandapfuura nekudhamu Inga ndakubatirai gwaya Ndikamora mukoko wangu Huchi husina mazana Cherry yacho cherry oh yamakandipa imhenya yemwana Nyangwe zvikarema ndoita nharo dzaMalema Cherry yacho cherry oh yamakandipa imhenya yemwana Nyangwe zvikarema ndoita nharo dzaMalema Mukwasha jongwe iro Muchamhabya naro kusvika maribata Madzimbuya voda sadza remagaka Changamire vati vanoda hari mukwasha Zino rakaora muchando rinobanda Handina mari yekudzurisa kani kani mukwasha Vakatemwa nyora kare neimwe n’anga Vatezvara vangu nharo vanodzikaka Tungamira mombe tirime mukwasha Asambeni famba nendima (asambeni famba nendima) Asambeni famba nendima Tsemura danda uratidze ukwasha Asambeni famba nendima Asambeni famba nendima Asambeni famba nendima Tibatire foro tirime mukwasha Asambeni famba nendima Asambeni famba nendima Asambeni famba nendima Kutakura danda ndokuti mukwasha Asambeni famba nendima Asambeni famba nendima Asambeni famba nendima Zvandapfuura nekudhamu Inga ndakubatirai gwaya Ndikamora mukoko wangu Huchi husina mazana Zvandapfuura nekudhamu Inga ndakubatirai gwaya Ndikamora mukoko wangu Huchi husina mazana Cherry yacho cherry oh yamakandipa imhenya yemwana Nyangwe zvikarema ndoita nharo dzaMalema Cherry yacho cherry oh yamakandipa imhenya yemwana Nyangwe zvikarema ndoita nharo dzaMalema Pamoyo pamoyo Ndipo paugere munzira yerudo Tichafamba nemo nemo Zorozo remoyo wangu ndiwe unogaramo Madzoro yerudo anotumwa munhu nyeere Akatema muonde akadenha (akatema muonde akadenha) Zvakanaka chihombe zvakanaka (zvakanaka chihombe zvakana) Zvakanaka chihombe zvakana
Песен-НИКИ
Загрузка...
Другие песни Jah Prayzah
Все песни →Похожие песни

Бигасс
SODA LUV
Ничего личного
Русский рэп201975,445

Бандана
Платина
РНБ КЛУБ
Русский рэп201859,979

Свадебное путешествие
Александр Буйнов
Острова любви
Русская эстрада199954,906

Каспий жағалауы
Azamat
Поп200134,438

Шпилька-каблучок
Лолита
Анатомия
Русская эстрада201433,308

Девочка 2D
Dead Rave
Singles 15-17
Русский рэп201828,891



