
Haa woo ti Tisvikewo pano Ndini Mwendamberi Ndaakuchinja mutemo Zaruraiwo dura Dzasvika rova ngoma Nyangwe huku dzamawundura Ndaakuchinja mutemo Zaruraiwo dura Dzasvika rova ngoma Nyangwe huku dzamawundura Woye mambo Hero rasvika (Gamba) Kutonga kwaro (Gamba) Ngoma kwainorira (Gamba) Ngoma yamakajaira (Gamba) Rinofadza nenherera (Gamba) Gamba ramakajaira (Gamba) Kutonga kwaro (Gamba) Kutonga kwaro (Gamba) Kutonga kwaro (Gamba) Kutonga kwaro (Gamba) Kutonga kwaro (Gamba) Kutonga kwaro (Gamba) Haiwa hongu here ndende vasikana Pamusoroi mambo Hongu here ndende muchadura Pamusoroi mambo Haiwa hongu here ndende vasikana Pamusoroi mambo Hongu here ndende muchadura Pamusoroi mambo Hayi rakanaka motyora muzura Rasvika gomba riya rinotonga musha Ziso paratsika pasi rinosiya radhindha Kangoma kekwedu kaye kanofana kadhimba Kayaya kori unowira mugomba Jerusarema kutamba kwavaZumba Heee rasvika Hero rasvika (Gamba) Kutonga kwaro (Gamba) Ngoma kwainorira (Gamba) Ngoma yamakajaira (Gamba) Rinofadza nenherera (Gamba) Gamba ramakajaira (Gamba) Kutonga kwaro (Gamba) Kutonga kwaro (Gamba) Kutonga kwaro (Gamba) Kutonga kwaro (Gamba) Kutonga kwaro (Gamba) Kutonga kwaro (Gamba) Haiwa hongu here ndende vasikana Pamusoroi mambo Hongu here ndende muchadura Pamusoroi mambo Haiwa hongu here ndende vasikana Pamusoroi mambo Hongu here ndende muchadura Pamusoroi mambo Tioneiwo Tioneiwo Tioneiwo Tioneiwo Tioneiwo Tioneiwo Tioneiwo Tioneiwo Kundinyenyeredza Vanondidedera Kundinyenyeredza munzira Vanondidedera Nyangwe kutondizonda ndakavaorora ini Kundizonda ndakavaremera ini Kuedza kundizonda, ndakavaorora ini Nyangwe kutondizonda ndakavaorora ini Heee rasvika Hero rasvika (Gamba) Kutonga kwaro (Gamba) Ngoma kwainorira (Gamba) Ngoma yamakajaira (Gamba) Rinofadza nenherera (Gamba) Gamba ramakajaira (Gamba) Kutonga kwaro (Gamba) Kutonga kwaro (Gamba) Kutonga kwaro (Gamba) Kutonga kwaro (Gamba) Kutonga kwaro (Gamba) Kutonga kwaro (Gamba) Haiwa hongu here ndende vasikana Pamusoroi mambo Hongu here ndende muchadura Pamusoroi mambo Haiwa hongu here ndende vasikana Pamusoroi mambo Hongu here ndende muchadura Hongu here ndende varumewee Hongu here ndende muchadura
Песен-НИКИ
Загрузка...
Другие песни Jah Prayzah
Все песни →Похожие песни

Бигасс
SODA LUV
Ничего личного
Русский рэп201975,446

Бандана
Платина
РНБ КЛУБ
Русский рэп201859,980

Свадебное путешествие
Александр Буйнов
Острова любви
Русская эстрада199954,906

Каспий жағалауы
Azamat
Поп200134,438

Шпилька-каблучок
Лолита
Анатомия
Русская эстрада201433,308

Девочка 2D
Dead Rave
Singles 15-17
Русский рэп201828,891



