
Hiya hoye Haiya hiya Hiya wo Hiyere hiyere hiyere Mambo (ramba uchikakata) Hiyere hiyere hiyere Mambo (ramba uchikakata) Hiyere hiyere hiyerere (ramba uchikakata) Ndirangarireiwo mukuru wangu Mundisimudzire nechipo changu Iyoyo ndiyoyo korona yangu Chipo changu chindisvitse murugare rwangu Simba mufambire wayo imhungu changamire (ramba uchikakata) Kuratidza shungu yorutsa huturu (ramba uchikakata) Simba mufambire wayo imhungu changamire (ramba uchikakata) Kuratidza shungu yorutsa huturu Ndakaiona nhamo inopisa inosvaura ini Ndakaiturika kumatenga akazaruka ini Ndakazviona kubvira kare kuti munoera imi Zvikomborero zvamunoburutsa munogona Kuya kuya mamera kuya kuya Kuya kuya mamera kuya kuya Kuya kuya mamera kuya kuya Kuya kuya mamera kuya kuya Dai mangondigamuchira (zama) Chitubu chinodira (zama) Dai mangondibatidzira Kamwenje kamakandichengetera (ah zama) Mukuru ndaombera (zama) Aiwa ndanyengetera (zama) Masodzi kuyerera Ishungu dzinoti budirira (ah zama) Dai mangondigamuchira (zama) Chitubu chinodira (zama) Dai mangondibatidzira Kamwenje kamakandichengetera (ah zama) Mukuru ndaombera (zama) Aiwa ndanyengetera (zama) Masodzi kuyerera Ishungu dzinoti budirira (ah zama) Ndakatanga ndichikambaira Fume mangwana kutekaira (Takamirira zvikuru Zvouya wedza mangwana) Chemudenga chichakoromoka Semurume wotoshingaira (Takamirira zvikuru Zvouya wedza mangwana) Kuti nhamo yangu nhamo yako, nhamo kugovana nhamo (Takamirira zvikuru Zvouya wedza mangwana) Kuti hamo yangu, nhamo yako, nhamo ini handidi nhamo (Takamirira zvikuru Zvouya wedza mangwana) Dai mangondigamuchira (zama) Chitubu chinodira (zama) Dai mangondibatidzira Kamwenje kamakandichengetera (ah zama) Mukuru ndaombera (zama) Aiwa ndanyengetera (zama) Masodzi kuyerera Ishungu dzinoti budirira (ah zama) Dai mangondigamuchira (zama) Chitubu chinodira (zama) Dai mangondibatidzira Kamwenje kamakandichengetera (ah zama) Mukuru ndaombera (zama) Aiwa ndanyengetera (zama) Masodzi kuyerera Ishungu dzinoti budirira (ah zama) Ho iye Takafamba munzira dzakafamba vamwe vakasasvika (heya) Takadambura dhibhu rakasunga vamwe vakarembera (heya) Chamunyurududu toyambuka mudziva tayambuka mhiri (heya) Tidzengerere nyoka musango iwe charika (heya) Zvakutoda mukuru ndionere nzira ndingatsauka (heya) Chandikonza musana kufondoka kuti ndingabudirire (heya) Tipinde tipindewo mhanduwe Tifambe nendima (heya) Tibate tibatewo mhanduwe Tifambe nendima (heya) Dai mangondigamuchira (zama) Chitubu chinodira (zama) Dai mangondibatidzira Kamwenje kamakandichengetera (ah zama) Mukuru ndaombera (zama) Aiwa ndanyengetera (zama) Masodzi kuyerera Ishungu dzinoti budirira (ah zama) Dai mangondigamuchira (zama) Chitubu chinodira (zama) Dai mangondibatidzira Kamwenje kamakandichengetera (ah zama) Mukuru ndaombera (zama) Aiwa ndanyengetera (zama) Masodzi kuyerera Ishungu dzinoti budirira (ah zama) (Aah Chihombe) (Ini handibvume) Kusakara Ndakaramba kusakara Kusakara Ndakaramba kusakara Vane ndarama Inga vamwe vakagarika Vane ndarama Inga vamwe vakagarika Kuya kuya mamera kuya!
Песен-НИКИ
Загрузка...
Другие песни Jah Prayzah
Все песни →Похожие песни

Бигасс
SODA LUV
Ничего личного
Русский рэп201975,445

Бандана
Платина
РНБ КЛУБ
Русский рэп201859,979

Свадебное путешествие
Александр Буйнов
Острова любви
Русская эстрада199954,906

Каспий жағалауы
Azamat
Поп200134,438

Шпилька-каблучок
Лолита
Анатомия
Русская эстрада201433,308

Девочка 2D
Dead Rave
Singles 15-17
Русский рэп201828,891



