Hooo todiii (S'enzeni?) What shall we do? (Tingadii) S’enzenjani? (What shall we do?) Hooo todiii (S'enzeni?) What shall we do? (Tingadii) S’enzenjani? (What shall we do?) Hooo todiii (S'enzeni?) What shall we do? (Tingadii) S’enzenjani? (What shall we do?) Heee todiiiko (S'enzeni?) What shall we do? (Tingadii) S’enzenjani? (What shall we do?) Zvinorwadza sei kurera rufu mumaoko (Kana uinahwo utachiwana) Zvinorwadza sei kuchengeta rufu mumaoko (Kana uinahwo utachiwana) Bvazvapabata pamuviri pasina raramo (Kana uinahwo utachiwana) Bvazvapatumbuka pamuviri pasina raramo (Kana uinahwo utachiwana) Heee todiiiko (S'enzeni?) What shall we do? (Tingadii) S’enzenjani? (What shall we do?) Hooo todiii (S'enzeni?) What shall we do? (Tingadii) S’enzenjani? (What shall we do?) Hooo todiii (S'enzeni?) What shall we do? (Tingadii) S’enzenjani? (What shall we do?) Senzeni Tingadii What shall we do Heee todiiiko (S'enzeni?) What shall we do? (Tingadii) S’enzenjani? (What shall we do?) Hooo todiii (S'enzeni?) What shall we do? (Tingadii) S’enzenjani? (What shall we do?) Hooo todiii (S'enzeni?) What shall we do? (Tingadii) S’enzenjani? (What shall we do?) Zvinorwadza sei kubhinywa newaugere naye (Kana uinahwo utachiwana) Zvinorwadza sei kubhinywa neakabvisa pfuma (Kana uinahwo utachiwana) Achiziva unahwo hutachiwana (Kana uinahwo utachiwana) Ende uchiziva unahwo hutachiwana (Kana uinahwo utachiwana) Hooo todiiiko (S'enzeni?) What shall we do? (Tingadii) S’enzenjani? (What shall we do?) Hooo todiii (S'enzeni?) What shall we do? (Tingadii) S’enzenjani? (What shall we do?) Hooo todiii (S'enzeni?) What shall we do? (Tingadii) S’enzenjani? (What shall we do?) Seri kweguva hakuna munamato varume tapererwa (Utachiwana) Dondipaiwo mazano (Kana uinawo utachiwana) Seri kweguva hakuna munamato varume tapererwa (Utachiwana) Dondipaiwo mazano (Kana uinawo utachiwana) Seri kweguva hakuna muteuro mambo tapererwa (Utachiwana) Dondipaiwo mazano (Kana uinawo utachiwana) Seri kweguva hakuna muteuro mambo tapererwa (Utachiwana) Dondipaiwo mazano (Kana uinawo utachiwana) Seri kweguva hakuna munamato varume tapererwa (Utachiwana) Dondipaiwo mazano (Kana uinawo utachiwana) Seri kweguva hakuna muteuro mambo tapererwa (Utachiwana) Dondipaiwo mazano (Kana uinawo utachiwana) Haaa todiii (S'enzeni?) What shall we do? (Tingadii) S’enzenjani? (What shall we do?) Hooo todiii (S'enzeni?) What shall we do? (Tingadii) S’enzenjani? (What shall we do?) Heee todiiiko (S'enzeni?) What shall we do? (Tingadii) S’enzenjani? (What shall we do?)
Песен-НИКИ
Загрузка...
Другие песни Oliver 'Tuku' Mtukudzi
Все песни →Похожие песни

Бигасс
SODA LUV
Ничего личного
Русский рэп201975,446

Бандана
Платина
РНБ КЛУБ
Русский рэп201859,980

Свадебное путешествие
Александр Буйнов
Острова любви
Русская эстрада199954,906

Каспий жағалауы
Azamat
Поп200134,438

Шпилька-каблучок
Лолита
Анатомия
Русская эстрада201433,308

Девочка 2D
Dead Rave
Singles 15-17
Русский рэп201828,891



