
Inga amai vaiti munhu munhu chete (Munhu munhu, asina kubarwa ndiani) Ndiamai vaiti munhu chete (Munhu munhu, asina kubarwa ndiani) Asina kubarwa ndianiko, munhu munhu chete (Munhu munhu, asina kubarwa ndiani) Asina kubarwa ndianiko, munhu munhu chete (Munhu munhu, asina kubarwa ndiani) Rega kutsvinya mwanangu, munhu chete (Munhu munhu, asina kubarwa ndiani) Kana chirema, munhu chete (Munhu munhu, asina kubarwa ndiani) Asina kubarwa ndianiko, munhu munhu chete (Munhu munhu, asina kubarwa ndiani) Asina kubarwa ndianiko, munhu munhu chete (Munhu munhu, asina kubarwa ndiani) Apfume seiko, munhu munhu chete (Munhu munhu, asina kubarwa ndiani) Nyangwe murombo, asina kubarwa ndiani (Munhu munhu, asina kubarwa ndiani) Kana kapfupi, asina kubarwa ndiani (Munhu munhu, asina kubarwa ndiani) Asina kubarwa ndianiko, munhu munhu chete (Munhu munhu, asina kubarwa ndiani) Inga amai vaiti munhu munhu chete (Munhu munhu, asina kubarwa ndiani) Ndaonde seiko, munhu munhu chete (Munhu munhu, asina kubarwa ndiani) Nyangwe chikobvu, asina kubarwa ndiani (Munhu munhu, asina kubarwa ndiani) Asina kubarwa ndianiko, munhu munhu chete (Munhu munhu, asina kubarwa ndiani)
Песен-НИКИ
Загрузка...
Другие песни Oliver 'Tuku' Mtukudzi
Все песни →Похожие песни

Бигасс
SODA LUV
Ничего личного
Русский рэп201975,446

Бандана
Платина
РНБ КЛУБ
Русский рэп201859,980

Свадебное путешествие
Александр Буйнов
Острова любви
Русская эстрада199954,906

Каспий жағалауы
Azamat
Поп200134,438

Шпилька-каблучок
Лолита
Анатомия
Русская эстрада201433,308

Девочка 2D
Dead Rave
Singles 15-17
Русский рэп201828,891


