
Hot Property! Ahaaa ahaaaaaa Tamuka! Ndakamuona ari ega achizvifambira Ndikati nguva newe kah ndinokumbira Hameno kana paine pandokuzivira Ndikati musikana dai wandidaira Zvikanzi mukuwasha dai mandikwanira Munenge mune ruchiva ndorino kufurirai Ndikati zvamandipa ndinongotambira Ndikati uyu mukana ndotoushandisa Ndikati mhamha vangu ndotovazivisa Asi vakanozviramba Kana ndichinge ndamuda mhamha musandirambidze Rudo ndiro runondituma Ndichinge ndamuda mhamha musandirambidze Rudo ndiro runondituma Achida kuti ndimutambire ehe ndinomutambira Achida ndimuimbire ehe ndinomuimbira Achida kuti ndimutakure ehe ndinomutakura Mbabvu mudiwa wangu ndomubereka ahhhh Ndaida auye kumba muroora wenyu ndinoda mundinzwewo aha Vakanditi hazvigone uchiri mwana hauzvikwanisewoo aha Chinonzi regera ndochiri mumaoko Kunyangwe mukanditakudza tsvinga remashoko Ringave pfumo rerudo ririmo mumoyo Parichabhebha moto muchanzi hokoyo Kana ndichinge ndamuda mhamha musandirambidze Rudo ndirwo runondituma Ndichinge ndamuda mhamha musandirambidze Rudo ndiro runondituma Achida kuti ndimutambire ehe ndinomutambira Achida ndimuimbire ehe ndinomuimbira Achida kuti ndimutakure ehe ndinomutakura Mbabvu mudiwa wangu ndomubereka ahaaa Ndakamuona ari ega achizvifambira Ndikati nguva newe kaah ndinokumbira Hameno kana paine pandokuzivira Ndikati musikana dai wandidaira Zvikanzi mukuwasha dai mandikwanira Munenge mune ruchiva ndorinokufurirai Ndikati zvamandipa ndinongotambira Ndikati uyu mukana ndotoushandisa Ndikati mhamha vangu ndotovazivisa Asi vakanozviramba Kana ndichinge ndamuda mhamha musandirambidze Rudo ndiro runondituma Ndichinge ndamuda mhamha musandirambidze Rudo ndiro runondituma Achida kuti ndimutambire ehe ndinomutambira Achida ndimuimbire ehe ndinomuimbira Achida kuti ndimutakure ehe ndinomutakura Mbabvu mudiwa wangu ndomubereka ahaaa Achida ndimutambire mbabvu mudiwa wangu ndomubereka ahhhaaaa Achida ndimutakure mbabvu mudiwa wangu mdomubereka ahaaaa
Песен-НИКИ
Загрузка...
Другие песни Killer T
Все песни →Похожие песни

Бигасс
SODA LUV
Ничего личного
Русский рэп201975,448

Бандана
Платина
РНБ КЛУБ
Русский рэп201859,980

Свадебное путешествие
Александр Буйнов
Острова любви
Русская эстрада199954,906

Каспий жағалауы
Azamat
Поп200134,438

Шпилька-каблучок
Лолита
Анатомия
Русская эстрада201433,308

Девочка 2D
Dead Rave
Singles 15-17
Русский рэп201828,891

