
Oskid Oooh, bvunza tinzwe Oooh, bvunza tinzwe Ndinoda kubvunza kuna Ishe wangu (Bvunza tinzwe) Ndinoda kubvunza kuna Ishe wangu (Bvunza tinzwe) Jehovah mukandipindura matondigonera (Bvunza tinzwe) Nevese vatori panapa vanoda mhinduro (Bvunza tinzwe) Zvainzi nyika ichaguma Mwari wangu, ndezvechokwadi here? Vese vakafa Mwari wangu, vanenge vachitiona here? Ko Baba pandinotambura, munondina here? Vese vakafa Mwari wangu, vachadzoka here? Ndinoda kubvunza kuna Ishe wangu (Bvunza tinzwe) Ndinoda kubvunza kuna Ishe wangu (Bvunza tinzwe) Jehovah mukandipindura matondigonera (Bvunza tinzwe) Nevese vatori panapa vanoda mhinduro (Bvunza tinzwe) Takangomira, ndoda kuziva Patinoviga munhu akuvara, anopora here? Mukoma takavaviga nesuit, vachinayo here? Ko hwahwa hwavaifarira, muri kuvapa here? Vese vakanditadzira Baba vachaenda kuGehenna here? Vakafa vaine mari, kana vakudenga, vanenge vachinayo here? Ko amai vangu kana ndozouya, vachandiziva here? Ko akafa nezvirwere kana vakudenga, vanenge vachinazvo here? Ndinoda kubvunza kuna Ishe wangu (Bvunza tinzwe) Ndinoda kubvunza kuna Ishe wangu (Bvunza tinzwe) Jehovah mukandipindura matondigonera (Bvunza tinzwe) Nevese vatori panapa vanoda mhinduro (Bvunza tinzwe) Zvainzi nyika ichaguma Mwari wangu, ndezvechokwadi here? Vese vakafa Mwari wangu, vanenge vachitiona here? Ko Baba pandinotambura, munondina here? Vese vakafa Mwari wangu, vachadzoka here? Ndinoda kubvunza kuna Ishe wangu (Bvunza tinzwe) Ndinoda kubvunza kuna Ishe wangu (Bvunza tinzwe) Jehovah mukandipindura matondigonera (Bvunza tinzwe) Nevese vatori panapa vanoda mhinduro (Bvunza tinzwe) Ndinoda kubvunza kuna Ishe wangu (Bvunza tinzwe) Ndinoda kubvunza kuna Ishe wangu (Bvunza tinzwe) Jehovah mukandipindura matondigonera (Bvunza tinzwe) Nevese vatori panapa vanoda mhinduro (Bvunza tinzwe) (Bvunza tinzwe) (Bvunza tinzwe)
Песен-НИКИ
Загрузка...
Другие песни Killer T
Все песни →Похожие песни

Бигасс
SODA LUV
Ничего личного
Русский рэп201975,448

Бандана
Платина
РНБ КЛУБ
Русский рэп201859,980

Свадебное путешествие
Александр Буйнов
Острова любви
Русская эстрада199954,906

Каспий жағалауы
Azamat
Поп200134,438

Шпилька-каблучок
Лолита
Анатомия
Русская эстрада201433,308

Девочка 2D
Dead Rave
Singles 15-17
Русский рэп201828,891

