
Hee nhai Baba vari kumusoro kudenga Ndine meso anovava nemisodzi kujenga Hee nhai Baba vari kumusoro kudenga Ndine meso anovava nemisodzi kujenga Handizive kuti ndine nzvimbo here Mambo munyika inoyera Handizive kuti ndine nzvimbo here Mambo munyika inoyera Kunyange mukandituma ndinoenda Mambo, handirambe Kunyange mukandituma ndinoenda Mambo, handirambe Haiwa ndoenda Mambo (Aiwa ndoenda) Haiwa ndoenda Mambo (Aiwa ndoenda) Haiwa ndoenda Mambo (Aiwa ndoenda) Haiwa ndoenda Mambo (Aiwa ndoenda) Haiwa huya uone Baba (Aiwa ndoenda) Haiwa huya uone Mambo (Aiwa ndoenda) Haiwa huya uone Baba (Aiwa ndoenda) Haiwa huya uone Mambo (Aiwa ndoenda) Ndine meso anovava nemisodzi kujenga Haiyaiyayaya musanditongera rufu Mambo (Haiyaiyayaya musanditongera rufu Mambo) Haahu ihere handidi kufira muGehena (Handidi kufira muGehena) Handizive kuti ndine nzvimbo here Mambo munyika inoyera Handizive kuti ndine nzvimbo here Mambo munyika inoyera Kunyange mukandituma ndinoenda Mambo, handirambe Kunyange mukandituma ndinoenda Mambo, handirambe Haiwa ndoenda Mambo (Aiwa ndoenda) Haiwa ndoenda Mambo (Aiwa ndoenda) Haiwa ndoenda Mambo (Aiwa ndoenda) Haiwa ndoenda Mambo (Aiwa ndoenda) Haiwa huya uone Baba (Aiwa ndoenda) Haiwa huya uone Mambo (Aiwa ndoenda) Haiwa huya uone Baba (Aiwa ndoenda) Haiwa huya uone Mambo (Aiwa ndoenda) Ndine meso anovava nemisodzi kujenga Kunyange mukatora izwi rangu Mambo Hakuna anoramba, ndimi munodzika mutemo Kunyange mukatora mweya wandinofema Hakuna anoramba, ndimi munodzika mutemo Haiyaiyayaya musanditongera rufu Mambo (Haiyaiyayaya musanditongera rufu Mambo) Haahu ihere handidi kufira muGehena (Handidi kufira muGehena) Handizive kuti ndine nzvimbo here Mambo munyika inoyera Handizive kuti ndine nzvimbo here Mambo munyika inoyera Kunyange mukandituma ndinoenda Mambo, handirambe Kunyange mukandituma ndinoenda Mambo, handirambe Haiwa ndoenda Mambo (Aiwa ndoenda) Haiwa ndoenda Mambo (Aiwa ndoenda) Haiwa ndoenda Mambo (Aiwa ndoenda) Haiwa ndoenda Mambo (Aiwa ndoenda)
Песен-НИКИ
Загрузка...
Другие песни Harmonize
Все песни →Похожие песни

Бигасс
SODA LUV
Ничего личного
Русский рэп201975,446

Бандана
Платина
РНБ КЛУБ
Русский рэп201859,980

Свадебное путешествие
Александр Буйнов
Острова любви
Русская эстрада199954,906

Каспий жағалауы
Azamat
Поп200134,438

Шпилька-каблучок
Лолита
Анатомия
Русская эстрада201433,308

Девочка 2D
Dead Rave
Singles 15-17
Русский рэп201828,891

