
Soul Jah, Soul Jah, Soul Jah Tynash naShelthang Tauya nezvimapattern Chemica-ri Tonosangana mufina-ri Mapfidza Apedza, tinovaridza Tovasiya BP yakwidza, isu tine mafans Chiba, ndikatii Kunyange tichishorwa, paye paye patinotaurwa Nekuti pamwe pacho tinodzvurwa muduri mufunge tichitsarwa Varikuzviti vakawinner Asi mumwe musi tichavatema nezvidhinha Kunyangwe zvikanzi musi weChina Unoona pattern ndichivabinha, bvunza iye Kinnah Hatina nguva yekutura mafemo Kumangoma tinotobata matemo Ehee tovapawo mutemo Saka tichiimba tichishandisa tsumo Ndovadyira bhonzo nekuwonda kudai Ndinongomira pamamonya ipapo Chidya mafuta zviya zvisingakore Ndakangomira pamamonya ipapo Mahorse zvimaboss Tinongomira pamamonya ipapo Chibaba, Chigunduru, mwana waSthembeni Pamamonya ipapo Chirehwa-rehwa ndiana Murehwa I-smairi wamupa mari yehwahwa Ndopaunoona kuti vanobhowa Kuswera pabhawa futi every hour Hanzi chibaba hona vanhu kudhuma-dhuma Aihwa zvipiko vanojuma-juma Muchanyara patinopfuma-pfuma Kunge mombe dzichingokuma-kuma (Huma-huma) Vamwe vachiti ichi chirema, zvakadaro ndichingorema Kuti ndafa apa ndichifema, ndipeyi yangu mari yechema Ndovadyira bhonzo nekuwonda kudai Ndinongomira pamamonya ipapo Chidya mafuta zviya zvisingakore Ndakangomira pamamonya ipapo Mahorse zvimaboss Tinongomira pamamonya ipapo Chibaba, Chigunduru, mwana waSthembeni Pamamonya ipapo NdiSauro! Mwana waSthembeni haasi mwana waCharmaine Anoda codeine haangadhakwe nechampagne Saka musaise pain Nekuti iye zvino futi arikudawo gain Atori pa-campaign Hobho zvibhakera kunge Mayweather Rexin yakasiyana neleather Ende Sauro handina basa neweather Nekuti zvese zvamunoda I will take it further Television, high definition Pamamonya ipapo Chidya mafuta zviya zvisingakore Ndakangomira pamamonya ipapo Mahorse, zvimaboss Tinongomira pamamonya ipapo Chibaba, Chigunduru, mwana waSthembeni Pamamonya ipapo Ndovadyira bhonzo nekuwonda kudai Ndinongomira pamamonya ipapo Chidya mafuta zviya zvisingakore Ndakangomira pamamonya ipapo Mahorse, zvimaboss Tinongomira pamamonya ipapo Chibaba, Chigunduru, mwana waSthembeni Pamamonya ipapo Kunze kungapisa, eh tinongopisa Hapana anomisa, zvichivashamisa Voda kundiwisa, ndichavadzidzisa Imimi musade kuzvisimbisa Nekuti kadya mafuta kasingakore Mangoma ndoimba ini handinyore Asi haasi nyore nyore Ita uyedze iwe unganyare Television, high definition Pamamonya ipapo Chidya mafuta zviya zvisingakore Ndakangomira pamamonya ipapo Mahorse zvimaboss Tinongomira pamamonya ipapo Chibaba, Chigunduru, mwana waSthembeni Pamamonya ipapo Ndovadyira bhonzo nekuwonda kudai Ndinongomira pamamonya ipapo Chidya mafuta zviya zvisingakore Ndakangomira pamamonya ipapo Mahorse zvimaboss Tinongomira pamamonya ipapo Chibaba, Chigunduru, mwana waSthembeni Pamamonya ipapo
Песен-НИКИ
Загрузка...
Похожие песни

Бигасс
SODA LUV
Ничего личного
Русский рэп201975,449

Бандана
Платина
РНБ КЛУБ
Русский рэп201859,980

Свадебное путешествие
Александр Буйнов
Острова любви
Русская эстрада199954,906

Каспий жағалауы
Azamat
Поп200134,438

Шпилька-каблучок
Лолита
Анатомия
Русская эстрада201433,308

Девочка 2D
Dead Rave
Singles 15-17
Русский рэп201828,891