
Zvabaka! Eeh Zvakubvira bvira Zvibvirise Yo Pablo Conquering TMB Paita party Paita Party pano Paita Party Paita Party pano Vese vari kuda kufara Ngavauye kuno Paita Party Paita Party pano Heavy fangada, toita zvatada, party kuno Kwese kwese kune Party Vanodaidza inini Hanzi prezha rinoda inini Zvinganakidze sei ndisipo inini Ndini munhu wacho. Party kuno! Like Macho man I’m di man… yeah I’m fly like I’m Peter Pan… yeah Hembe dzacho straight out Japan Tora Mari ndisu tavanakidza vanhu mhani Paita Party Paita Party pano Vese vari kuda kufara Ngavauye kuno Paita Party Paita Party pano Heavy fangada, toita zvatada, party kuno Paita Party Paita Party pano Vese vari kuda kufara Ngavauye kuno Paita Party Paita Party pano Heavy fangada, toita zvatada! Igaroziva tinodaka zvekufara Kune mafaro handimbosara Toda zvekunakidzwa Saka kunonakidzaka tiriko Kwakabaka kwese tiriko Kana zvakadzima inini handiko Saka ndikoko ikoko Zvakabaka zvikubvira bvira moto Paita Party Paita Party pano Vese vari kuda kufara Ngavauye kuno Paita Party Paita Party pano Heavy fangada, toita zvatada, party kuno Paita Party Paita Party pano Vese vari kuda kufara Ngavauye kuno Paita Party Paita Party pano Heavy fangada, toita zvatada! Kwese kwawaenda gara wavabvunza Ndini wacho prezha manager Taura zvaunoda ndobheja Mari ndinotora usandimezha Kana kundityira hauipedza Mapockets ari deep dhameja Mari hobho haitombo pera Muromo kusvikira wapera Paita Party Paita Party pano Vese vari kuda kufara Ngavauye kuno Paita Party Paita Party pano Heavy fangada, toita zvatada, party kuno Paita Party Paita Party pano Vese vari kuda kufara Ngavauye kuno Paita Party Paita Party pano Heavy fangada, toita zvatada!
Песен-НИКИ
Загрузка...
Похожие песни

Бигасс
SODA LUV
Ничего личного
Русский рэп201975,449

Бандана
Платина
РНБ КЛУБ
Русский рэп201859,980

Свадебное путешествие
Александр Буйнов
Острова любви
Русская эстрада199954,906

Каспий жағалауы
Azamat
Поп200134,438

Шпилька-каблучок
Лолита
Анатомия
Русская эстрада201433,308

Девочка 2D
Dead Rave
Singles 15-17
Русский рэп201828,891