
Kana zvaoma, zvichinge zvaoma Zvichinge zvaomesesa, paunekwidza makata Ehh varume Paunekwidza makata, paunenzwa kuti zvarema Ahh varume Paunenzwa kuti zvaremesesa, iwe pfuga uchinamata Ndobhiza raMambo (Ibhiza raMambo) Kana zvaoma, zvichinge zvaoma Ohh varume Zvichinge zvaomesesa, zvakona n’anga Ehh varume Paunekwidza makata, paunenzwa kuti zvarema Yahh varume Paunenzwa kuti zvaremesesa, iwe pfuga uchinamata Ndobhiza raMambo (Ibhiza raMambo) Paunekwidza makata, iwe pfuga uchinamata Ndobhiza raMambo (Ibhiza raMambo) Paunenzwa kuti zvarema, iwe pfugama uchinamata Ndobhiza raMambo (Ibhiza raMambo) Bhiza ramdara, bhiza ramdara Bhiza raMambo (Ibhiza raMambo) Bhiza ramdara, bhiza ramdara iro Bhiza raMambo (Ibhiza raMambo) Bhiza ramdara, bhiza ramdara munamato Bhiza raMambo (Ibhiza raMambo) Bhiza ramdara, bhiza ramdara munamato Bhiza raMambo iri (Ibhiza raMambo) Paunenzwa kuti zvaremesesa, zvakona n’anga Bhiza raMambo (Ibhiza raMambo) Paunekwidza makata, zvichinge zvarema Bhiza ramdara (Ibhiza raMambo) Bhiza ramdara, bhiza ramdara munamato Bhiza raMambo (Ibhiza raMambo)
Песен-НИКИ
Загрузка...
Похожие песни

Бигасс
SODA LUV
Ничего личного
Русский рэп201975,448

Бандана
Платина
РНБ КЛУБ
Русский рэп201859,980

Свадебное путешествие
Александр Буйнов
Острова любви
Русская эстрада199954,906

Каспий жағалауы
Azamat
Поп200134,438

Шпилька-каблучок
Лолита
Анатомия
Русская эстрада201433,308

Девочка 2D
Dead Rave
Singles 15-17
Русский рэп201828,891