
Vai, vai, vai, vai, vai, vai, vai My, my, my Ndinonzi Mr Kamera Ndakamuona pamusika Chibabie chakasvika Hello, ndikasvika Mmm, nice to meet you Ndakamuona pamusika, mmm Chibabie chakasvika Hello, ndikasvika Mmm Chibabie chakasvika (Nice to meet you) Ndokumbirawo zita Chikati, inini ndinonzi Belinda, mmm Ndinofarira machinda Ane homwe dzakasimba Plus ndinotamba saEriza Ndikati, ndikati, ndinonzi Kamera Ndinoruka mari ndega Ndinorova bhazi ndega Kana ngoma ndinorova kusvika dzapera Ndakamuona pamusika Chibabie chakasvika Hello, ndikasvika Mmm, nice to meet you Ndakamuona pamusika, mmm Chibabie chakasvika Hello, ndikasvika Mmm Ataura, ndadaira Ndawana anotondida kundidaira Ndikatokudaira Ndakamuona akabata madomasi maviri Achifamba naTimmy Ndikati musikana akanaka uyu maiwe ini Maiwe imi Ndabva ndanzwa mwoyo wangu kutamba tamba Uchidai uchidai, uchitamba samba Ndabva ndanzwa mwoyo wangu kutamba tamba Uchidai uchidai, uchifamba famba Ayeeeee Ndakamuona pamusika Chibabie chakasvika (chibabie chakasvika) Hello, ndikasvika (hey) Mmm, nice to meet you (nice to meet you babie) Ndakamuona pamusika (hey) Chibabie chakasvika (chibabie chakasvika iwewe iwewe) Hello, ndikasvika Mmm, I wanna, wanna (Kiribaaaa) Inini ndinonzi Belinda Ndinofarira machinda Ane homwe dzakasimba Plus ndinotamba saEriza Ndinonzi Kamera Ndinoruka mari ndega Ndinorova bhazi ndega Kana ngoma ndinorova kusvika dzapera Ndakamuona pamusika (pamusika iwe) Chibabie chakasvika (chibabie chakasvika) Hello, ndikasvika (hey) Mmm, Nice to meet you (heh) Ndakamuona pamusika (pamusika iwe) Chibabie chakasvika (kiriba) Hello, ndikasvika Mmm, I wanna, wanna (Maiwe iwewe) Ndakamuona pamusika Chibabie chakasvika Hello, ndikasvika Mmm, myea nice to meet you Ndakamuona pamusika, mmm Chibabie chakasvika Hello Ndikasvika Mmm Ndakamuona pamusika Chibabie chakasvika Hello, ndikasvika Mmm, myea nice to meet you Ndakamuona pamusika, mmm Chibabie chakasvika Hello Ndikasvika Mmm Kiriba Kiri, ah kiriba Ah kiri, ah kiriba Ah kiri, ah kiriba
Песен-НИКИ
Загрузка...
Похожие песни

Бигасс
SODA LUV
Ничего личного
Русский рэп201975,449

Бандана
Платина
РНБ КЛУБ
Русский рэп201859,980

Свадебное путешествие
Александр Буйнов
Острова любви
Русская эстрада199954,906

Каспий жағалауы
Azamat
Поп200134,438

Шпилька-каблучок
Лолита
Анатомия
Русская эстрада201433,308

Девочка 2D
Dead Rave
Singles 15-17
Русский рэп201828,891