Mwana Washe

Mwana Washe

Chishamiso
Tinoshamiswa nekuuya kwako
Chipo che-u-penyu
Hautozivi mufaro waunopa
Pre-Chorus:
Kana pane chinhu
Chatinga kuudze
Uchitanga kufema kwekutanga
Iye akasika mwedzi
Nedenga
Akakusika mudumbu
Nekuda kwa-ke
Iye akasika nyeredzi
Akaisa zuva
Akatora mavanga mazhinji
Nokuda kwako
Uri mwana washe
Uchakura
Nekusimba
Mazuva ese
Upenyu hunooma
Zvinonetsa zvichauya kwauri

Песен-НИКИ

Загрузка...

Другие песни Brian Nhira

Все песни →

Похожие песни